Bari
Bari (kureva gene muChingezi) pauwandu anonzi mabari, remuchidzidzo cheruambamhenyu inhengo inowanikwa mushomwe ye nyere (muChingezi cell nucleus), inopereka mabvumbo kubva kuna Baba na Amai vemunhu. Mabari inhangande dzinotakura mashoko emabvumbo eropa rechinhu chose chinorarama, uye inhengo dzeungaruvara. Panoitika Ruberekano rwe nyengo (kureva sexual reproduction), bari rechirume rinosangana nebari rechikadzi kuti pachivamba kuumbwa mwaMabaribari ndiwo anotsetsenura zvinhu zvinosanganisiruvara rwe mazisozimipanda ye roparoruvara rwe gandaanruvara rwe vhudziudzi; zvichingodaro. Asi nyanzvi dzinoti hunhu hwemunhu hautonnemabarie nemabari ari pamunhuk
Kupiwa kwe Zita
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Izwi rokuti mabari riri kutodzaniswa nezkubarika- to spark. Saka mabari inhangande dzenhakaropa (units of inheritance) dzinobarika kubva ku aa baba naAmai vemunhu dzichinoumba muviri wemwana.
- Kuparira (engender; trigger; provoke; cause or give rise to a feeling, situation or condition).
Mamwe Mazwi
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Mazwi eEnglish achada kuturikirwa anosanganisira: generic, genome, genomics, genetics, geneticist, genealogy.
- Mabari (gene/s).
- Ruambavabari (n. genetics)
- Muambavabari (geneticist)
- Ubarikire (adj. genetic)
- Runyamabari (geneticism - belief that all human traits arise from genes).
- Mbari (genus)
- Ubare (gender)
- Unenavabari, (Genealogy).
- Ungamabari (Genome a full set of chromosomes; all the inheritable traits of an organism).??
- Mbungamabari?? (Genomics study of the structure, function, evolution, and mapping of genomes)??
- Nhakaropa kana mabvumbo emuropa (heredity). Tarisai chinyorwa chinonzi mabvumbo.
- Bodzi, chibodzi, mbodzwa, chibodzwa (one, single, unit).
- Chibarinye (individual characteristic, nature of a thing or person) zvinoreva maberekerwo kana chizvarirwo takanangana nezvimaitiro kana zvinoonekwa pamunhu, chinhu kana mhuka.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]- Giryama inoti Mabarii (kin, kindred - one's family & relations) kureva mhuri nehama.
- VaDigo vanoti mabaro (habits, characteristics) vachireva musambo wemunhu.
- VaMambwe vanoti cisilano (heredity, an inherited quality - good or bad) kureva chisiyirano.
- Lozi inoti -yambula (to inherit the character of one's parents) kureva kugashira chiviri chevabereki.
- Fwe inoti rubare kana m-bare (n. a single seed, pip) kureva mhodzi imwe.